Skip to content

Ndiropafadze Jesu

May 16, 2012

1.
Ndiropafadze Jesu, Dzidzisa mwoyo wangu; Ndoda mwoyo muchena, Mufudzi, ndichengete.

2.
Ndiri muduku asi, Wakadaidza vose; Ndipe zvokudya zvangu, Mufudzi ndichengete.

3.
Ndiyamure M’ponisi; Handina simba ini; Ndinotenda kwauri; Mufudzi ndichengete.

4.
Handidi kutsaukana, Ndoda kugara newe; Panzvimbo yakanaka; Mufudzi ndichengete.

From → spiritual

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: