Skip to content

Ndofamba Ndofamba

May 13, 2012

1.
Ndofamba, ndofamba ndosuva kundenga, Kunyika yaTenzi, isina nenhamo.

2.
Fambanyi vatendi, kunyika kureyo, Inoda vasimbi kusvika’yo nyika.

3.
Upfumi huriyo, hakuna murombo. Hakuna neumwe, neumwe hakuna.

4.
Madzinza ariyo kunyika yaTenzi, Havachazochemi, havanarusuvo.

5.
Vatsvene variyo, vafara zvikuru, Vawona’yo Nyenye, Mufiri wevese.

From → spiritual

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: